WATCH LIVE: Mugabe at AU Summit
30 January 2016
Spread the love

5 Replies to “WATCH LIVE: Mugabe at AU Summit”

  1. Vakuru vanoti wakuyambira ndowako. Hagusi ruvengo asi iyambiro. Zvokwadi @ 92 ngatipembedzei asi nouya arikupemberegwa ngaabvumewo . Kana neimvi havana nendava zvanana zvichizoseka kana vawa nokuti vanoti tirivezera rimwe. Remember Kamuzu Banda nemudonzvo wake haana kanakumbogumbugwa. Kukura koodadisa uye hakusvodesi asi kwakafanana nemimba hakuvanzwi.

  2. Vakuru vanoti wakuyambira ndowako. Hagusi ruvengo asi iyambiro. Zvokwadi @ 92 ngatipembedzei asi nouya arikupemberegwa ngaabvumewo . Kana neimvi havana nendava zvanana zvichizoseka kana vawa nokuti vanoti tirivezera rimwe. Remember Kamuzu Banda nemudonzvo wake haana kanakumbogumbugwa. Kukura koodadisa uye hakusvodesi asi kwakafanana nemimba hakuvanzwi.

  3. Ruvengo gwako gwakushayisa shumo…kukura hakusekamwi mumwe wedu. At 92 vamwe tinopembedza. Hupenyu ndegwamwari hagusi gwananga. Svodawo dzimwe nguri.

  4. Nowedenga nayave tengerai sekuru ava mudonzvo. Kufamba nemutsvimbo hakunyadzisi asi kudonha kweharahwa mashura. zvima dentures ne twumagirazi izvo muchazvinongera munyasi memadesk zvosemesa vanhu. At 92 akawa anozvidhotera nokuti kana kumuruka haamuruki oga. hatidi kuona svina nokuti haisi ZBC inovanza. Aljazeera inobuditsa mabhuruku akanyorova ayo. PRIZI PRIZI ZORODZAI HARABWA IYO

  5. Nowedenga nayave tengerai sekuru ava mudonzvo. Kufamba nemutsvimbo hakunyadzisi asi kudonha kweharahwa mashura. zvima dentures ne twumagirazi izvo muchazvinongera munyasi memadesk zvosemesa vanhu. At 92 akawa anozvidhotera nokuti kana kumuruka haamuruki oga. hatidi kuona svina nokuti haisi ZBC inovanza. Aljazeera inobuditsa mabhuruku akanyorova ayo. PRIZI PRIZI ZORODZAI HARABWA IYO

Comments are closed.