Missing Person: Tawanda Chingwe |ANNOUNCEMENTS
6 April 2020
Spread the love

Makadii hama? Ndinotsvaka wo mukomana anonzi Tawanda Chingwe kumusha kwake kuri kwa Gutu akauya mu South Africa 2014 kubva ipapo hapana kuzomboonekwa. Vabereki vake vatambura nekumutsvaka. Ndokumbirawo vakasangana naye kana vachasangana naye munokwanisa kufona panumber dzinoti 0710 555 294. Please ndapota fambisai shoko iri muma group amuri. Ndatenda