JUST IN- SEH CALAZ DUMPS WIFE ON SOCIAL MEDIA
15 August 2020
Spread the love
Seh Calaz

Ndangandakambonyarara nguva yese inoyi but handingarambe ndakahwanda murunyararo zvamunoziva mese MUSHA MUKADZI uye
CHAKAFUKIDZA DZIMBA MATENGA. Handikwanise kuti zvazvandivavira?️ nhasi ndotanga kutaura zvakaipa pamusoro pe mudzimai saka ndiregerereiwo ipapo asi chandinokwanisa kutaura ndechekuti kubva ikezvinozvi tichienda mberi wangu musha naMoira hapasisina. Zvenguva ino ndokumbirawo hama ne Shamwari ne press mumbondipawo space handisini wekutanga kana wekupedzisira kusangana ne dambudziko iri. Semunhu ane vana handingataure zvakawanda pajekerere. To all my Fans,Friends and Family who feel like I’ve let them down I humbly apologise Im Sorry I’m human tooo?
#iwillbebackstronger#welcomesinglelife#