Crying Woman Knocking On Door Turns Thief
16 March 2021
Spread the love

A victim’s door smashed down- file copy

Vadikani nezuro mangwanani kuma 2am kumba kwangu kwakauya mukadzi aichema zvikuru achinoka nekutry door zvikuru achida help…ndakamubvunza nepawindow kuti ndiani akataura Zita remunhu wandaiziva ndikaphonera munhu wacho akati akanga arikumba kwake…ndopandakaita hasha sezvo munhu uyu airamba achinoka nekuchema ndakamutuka ndikamuudza kuti ndakudeedza mapurisa ndipo paakati akuenda from nowhere l heard other voices aimuti siya munhu handeyi APA l thot ari ega.

So lm pleading with you my dear fellow Zimbabweans musavhurire vanhu door vamusingazivi especially manheru mbavha dzaipa dzave kutoshandisa tactic yekuku deceiver through women’s or children’s cry iwe wofunga kuti someone is in deep trouble. Mbavha dzaipa zvekuti vanonoka zvinokuita uite hasha wovhura door.Veduwe whether maskati or manheru be aware we are living in the end times.l urge you all to be prayerful for God’s protection uye nekugara mune number dzemapurisa epedyo.Let’s all share this lesson nevana vedu vagare vakangwarira.

Ini l have played my part in sharing with you what l faced and l hope you continue spreading the message until its nation wide