FULL TEXT: Leaked WhatsApp Chat Shows Zanu PF Panic As Chamisa Invades Mashonaland Central
4 November 2021
Spread the love

[11/3, 16:07] +263 77 471 4832: Chirikundishamisa ndechekuti Chamisa aenda Rushinga uko kuna cdeDokora varikuda huchairman hweprovince uye kuna mp Nyabani tinoti kudii tichiona zvakadai,nekuti Chamisa aenda Rushinga kudziva uko kwakafira mapotsori ashevedzwa nani kuti aendeko.cde Dokora tiudzei zvizere imi ndimi mamushevedza ikoko ,tinoziva kuti kukanzi kurikuuya Mdc kunoitwa magaller, maband, mitambo yakasiya.Taiziva vaKasukuwere vachi mobiliser vanhu vasawanike panouya mdc ,why Cde Dokora vasina kutora action.[11/3, 16:07] +263 77 471 4832: Even chairman cde Kazembe Kazembe manga muripi imi panouya mdc muprovince yamunotungamira imi muchitadza kumobiliser vanhu even youth chero kunhonga mapaper.Kukundwa ne Masvingo yakavharidzira Chamisa kuita musangano mumaMasvingo ,imi mps cde Kabozo ,cde Marikisi ,cde Seremwe, cde Nyabani sei maregera Chamisa achipinda muma constituency menyu imi muripo[11/3, 16:07] +263 77 471 4832: Provincial Chairman maifanirwa kuona kuti Chamisa atadza kuuya muprovince menyu kwete kutarisa a chiita zvaanoda kukundwa neMasvingo[11/3, 16:11] +263 71 381 7126: MuZanu Pf iwe neni tine basa cde .haisi nyaya ye munhu umwe chete .usati wafunga umwe kuti akaiteyi ko imi cde makaita chii?[11/3, 16:12] +263 77 471 4832: Ndobasa ravo iroro tichitaura zveprovince ngazvipindurire ,cde Mdc inopinda muprovince vatungamiri varipo[11/3, 16:13] +263 77 268 4231: Zanupf ine gwara cde we take orders[11/3, 16:16] +263 77 354 7463: Cde six imi maita chiiko pamanzwa kuti chamisa auya ikoko makadii makaudza vakuru kuti ndanzwa kuti mdc iri kuuya tese tine basa[11/3, 16:16] +263 77 539 1280: ZvotaurwaPa Group Here zvetingoringo CrdeKurai mupolitics[11/3, 16:17] +263 77 471 4832: Ok ndogwara ramunoziva mdc ichipinda muprovince[11/3, 16:18] +263 71 422 2277: Cde Dokora vaida kumumisa saani Cde?[11/3, 16:19] +263 77 471 4832: Kkkkk hamudi kuudzwa chokwadi[11/3, 16:19] +263 77 471 4832: Kukura mupolitics kwamunoreva ndekuti hatidi vanhu vanotsigira zvisina Basa ,mdc kutoita zvavanoda[11/3, 16:19] +263 71 422 2277: Sei musina kuti vaMakamba vamise Chamisa. Cde Six ko imi morega sei achiendako futi[11/3, 16:21] +263 77 539 1280: Ndati zvotaurwaPa WhatsApp Here izvozvo[11/3, 16:21] +263 77 471 4832: Cde Chuma ndinorevera vakuru vari muRushinga oppsition ipinde mucostituency mavo[11/3, 16:22] +263 77 471 4832: Cde Chuma mayouth yamuri kunzwa arimunzira nearimumt darwin town tinavo[11/3, 16:22] +263 71 381 7126: Ndiro basa re DCC cde.musangano unotangira ku cell,ma branch, district ,DCC then province[11/3, 16:23] +263 77 471 4832: Ndati vakuru vaifanirwa kuita sei[11/3, 16:24] +263 77 684 3128: Ma comb emubindura mamwe acho ayenda ikok[11/3, 16:24] +263 71 381 7126: Every district rinovhara mumba mavo ,vachishanda ne Province[11/3, 16:24] +263 77 684 3128: Anga akatakura vanhu vachiita kunge vakwira ma lifts