LIVE: Passion Java Duped Me USD300.00
10 March 2020
Spread the love

VIDEO LOADING BELOW…

Kungofunga hangu kuti with all those money yavanopa vanhu. Ndakavapa machairs angu 300 muna 2014 tikawirirana kuti vanindipa 300usd 1$ pachair every week . Kuzoenda mwedzi wapera kuda mari yangu hanzi machairs atorwa nevanhu vezvikwereti prophet vatiza nemari vaenda kuAmerica kumboedza kubata anga ari mukadzi wavo akati dady havasi kutobatika zvachose kudzamara ndaneta hangu nekufamba pega pega pandoona vachipa munhu ndobuda musodzi kuti ko ini vakaregereiwo kundipawo mari yangu

https://www.facebook.com/ZimEye/videos/2242537006041247/