Meat From Cattle Killed By Theileriosis Disease Has A Weird Taste
11 March 2020
Spread the love

Dear Editor

Inini chirwere ichi chakavhara danga rangu parizvino handisisina mombe ndaka looser mari in trying to save a few dzadzasara but it was too late thats why ndati dzinofa mushonga uri mu system and uri dangerous kana ukadyiwa nevanhu that is why it is advisable not to eat or milk mombe yabaiwa for a certain period of time.
Ndakauraya imwe yaita ma signs akaita dzimwe dzainge dzafa, l was surprised to see Rwatata rwakareba kupfura its normal size. The signs where kusafura, kubuda misodzi mumaziso kupera simba.

Nyama iyi mukainzwa test yayo yakatosiyana nenyama yemombe inehutano even the smell when you are cooking.
So idunga munhu kuti unoda zvipi hutano hwako here kana kuzorwara pamberi apo.
Anonzwa anzwa.
Thank for the clear infor from the vet office. Its true ikangorwara ichimbichimbi kuti izotengwa munhu oisa mari muhomwe zvekumberi hazvinei neatengesa.

Mushonga mukuru mirai kutenga nyama mumabutcher where ever pairi kutengeswa to save life nema bills ekuzvipatara vanhu vakurwara.