hanzi kana wane mari haude kuzivikanwa kuti unayo.Usina unoda kuzivikanwa kuti unayo.Haasati ane cash.Ngaagare pasi.He is even too young pamari nana makadiwa,guti and magaya
— Karibafishsaleszw (@Karibafishsale1) July 23, 2020
Makuuya ne team reku Facebook kuno here amana …this is contamination ??