Chipanga Tells Chamisa “Haupinde!”
24 October 2021
By Kudzai Chipanga | Look here young man NELSON CHAMISA.Isu vemudanga taida kutopindawo nevamwe vari ku joza uko sezvikomana but takavakoniwa vakuru ava. Iwe mwana wemubvandiripo unoda kupinda nepai? Musashandise vana vevanhu muchivanyepera boys. ED anorema uyu. #NgaatongeHakeMudhara#EDpfee
