Breaking News: Papa Voti Vakadzi Vese Ngavabhadharise Bonde Nekuti Murume Anozongokusiya
13 December 2022
Spread the love

Morgan Zvemangororo

Mashoko makukutu otaurwa uye nyunyuto mushure mekunge muporofita Isaac Makomichi uya wekupa malove charm kuna Moana,Shashal naMwonzora ataura kuti mukadzi wese ngaabhadharise bonde nekuti murume anozongosiya mukadzi achiindazve kune umwe

Izvi zvapawo mufaro kune vamwe vakadzi vasingafiriri Shadaya. Mashoko aya anyorwa pafacebook account yakanzi Isaac Makomichi iyo ine mufananidzo wapapa vari mundege

“Makomichi avakuda kuti kanganisira manje,dai angogumira pane zvaanonzi ishasha zvekupa miti yeraki,nemalove potions

Izvi zvekuvhura vakadzi maziso dai asiyana nazvo,ataura chokwadi asi hatichifariri” anodarowo umwe muchinda uyo anoti mari haana asi mamai anomadawo chose

Nyaya dzekushandiswa nekusiiwa kwevakadzi vasina chavanacho dziri kuwedzera munyika