Prison Officials In Secret Plan To Eliminate Job Sikhala ?
3 February 2023
Spread the love

Tinashe Sambiri|Prison officials seized CCC deputy chairperson Honourable Job Sikhala’s medication, it has emerged.

According to musician Cucsman, prison bosses took away Hon Sikhala’s hypertension tablets last Friday.

“Musi we Friday 27 January 2023 Zimbabwe Prison and Correction Services inonzi yakatora ma piritsi eblood pressure ava Job Shikhala.

VaSikhala vanonzi vakakumbirisa kudare redzimhosva kuti vadzoserwe mapiritsi avo asi Mutongi wedare redzimhosva akati izvi zvaizoitwa bedzi kana pamboitwa tsvakurudzo yekuti chii chakanga chaita kuti va Shikhala vatorerwe mapiritsi aya.

Kunyange zvakadero pane gwaro re musi wa 2 November 2022 rinobvumidza va Shikhala kutora mapiritsi avanenge vanyorerwa nachiremba,” Cucsman said in a statement.