Papa Voti Vakadzi Vatsvuku Vanobvumidzwa Kuroora Varume Vaviri
25 February 2023
Spread the love

Breaking News

Vanhu veMasvingo vashusha nyika yose ,zvichitevera muporofita wemapipi Isaac Makomichi weMasvingo anonzi ati vakadzi mayellow born haarambidzwi kuita barika revarume

Makomichi uyo anonzi inyanzvi pakugadzira zverudo,maraki emari uye masaramusi anosanganisira kufambisa makomo

Muzvinamapipi uyu anonzi akati vakadzi vatsvuku vakahura haisi mhosva uye munhu akatsvuka haakodzeri kudanana nemurume umwe chete

Hatina kuzokwanisa kubata Makomichi kuti tinzwe divi rake

Vedzimwewo dzisvondo vanoti Makomichi anoshandisa masecret powers kuita mashura