Mnangagwa Hondo Ya-akarwa Ndeye Bonde NeHazvadzi yaTongogara Chete, Hapana Zvimwe | SHONA
25 November 2023
Spread the love

By Cde Lukestar Mabhan’a | Hakuna Egypt, kana China yakaendwa nechikomana chinonzi Dambudzo Mnangagwa ichi, nekuti chaitoshandira varungu pachakapinzwa mujeri, kuti chidzike mumwena wemaComrade; chichibuditswa chakandonanga nanga nehanzvadzi yaTongogara kuZambia kuita kuti chizonzi mukwasha weZANLA, kuburikidza neBonde, zvichizomuita Bodyguard raMugabe. Maitiro acho zvichisangana neMagical Degree re Law re makore maviri (2) zvese zvakange zviri zve mazi mari a Ian Smith, ndosaka Grace akabuditsa guhwa reIntelligence rekuti aitoshandira varungu muna 1980, kuti auraye President.

Hondo yakarwiwa nechikomana ichi, ndeye bonde chete, hapana zvimwe.

Chakange chitori chituko chemunhu kubvira chiri mwana mudiki, ndosaka vabereki vacho vakaramba vachingomupa mazita anoti Dambudziko ne rurimi rwakasiyana siyana. Pane imwe nguva chirimudiki, chakatodyisa hanzvadzi yacho mushonga (poison) we nyoka, uyo anotopupura kuti akabva a mukwatsura kumurova zvekumuruma pahuma, ndosaka aine ruvara pamhuno apo, nekuti aishungurudza chero hanzvadzi yake mukomana uyu. Kana aidyisa hanzvadzi yake poison, kuzoti vatorwa moti chii? Pamwe pacho tinotofanirwa kusheedza hazvadzi yake iyo imugadzire nemutowo iwoyo.