Ngaauye Ndimupe Chikwambo Aite President; N’anga yeMasvingo Yodana vaChamisa
27 November 2023
Spread the love

Imwe nyanzvi yemashura nezviratidzo ,inonetsa kuziva kuti in’anga here kana kuti muporofita waMwari kana kuti ndiSatani pachake Papa Isaac Makomichi weMasvingo kunonzi ati ane mushonga wekuti akapa mukuru webato reCCC adv Nelson Chamisa vanokwanisa kuzoita President weZimbabwe

Muporofita uyu anozikanwa nemashura ane chitsama aakaita , zvisinei ruzhinjiwo runoti anoshandisa simba raRusifa uye mushonga yekumaroro, vamwewo vanomuti isvikiro reDzimbabwe, ukuwo ruzhinji rwevanhu runopa huchapupu kuti matambudziko avo avaiva nawo akapera mushure mekubatsirwa naprophet Makomichi

Makomichi uyu akaita mbiri paakafamba pamusoro pemvura kuKariba uye mushonga wake unonzi unoshanda zvikuru pakukudza nhengo dzaana baba, kupa vakadzi raki rekuwana mbinga uye kutonga varume, kugadzira vanhu kuti vaite vapfumi. Izvi ndizvo zvakapa kuti godobori akapfeka svutu nebhaibheri muruoko uyu aite mbiri nekuti vese vanobva kwaari vanoti zvakavafambira. Kugona basa kwake (Isaac Makomichi) ndiko kwapofomadza vanhu kuti varege kucherechedza kunobva simba rake

Mumashoko ake anzi ati anogona kugadzira mushonga unoshanda kunge chikwambo asi usingadi ropa uye gona iri rine simba rekuti akaripa Adv Nelson Chamisa vanoita mutungamiri wenyika gore rino risati rapfuura. Kunonzi atizve mushonga yake iyi anoigadzira yakavhengana neropa resandawana,moyo wehaka uye ziso rechapungu saka wese waatemera nyora dzemushonga uyu anobva aita mari uye kudiwa nevanhu nekuita mutungamiri

Pakupedzisira hanzi ati vaChamisa vamubate iye Makomichi panumber dzake +263777469342 kuti vanzwisise zvenyora dzesandawana idzi

“Uyu murume anozviita uyu, ane bhiravira resimba. Ini akandikudzira nhengo yangu uye akabvisa munyama wandainge ndasengedzwa nevanhu akandipa maraki, ikozvino ndava mupfumi, hapana ari kufa kumhuri kwangu kana kunetseka, nyora dzesandawana idzi igame changer chaiyo, ukadzitemerwa uchauya uchinditenda” anodaro T1 uyo akangofuma ava kuita mari muguta reHarare

VeZinata vanoti nyora dzesandawana hadzina chakashata chiri madziri, asi vedzisvondo vati chitori chiwambo uye hurombwa naizvozvo vakurudzira vatendi uye vaChamisa kuti varambe nyora dzaMakomichi uyo anogara pamba pake pakazara vanhu vachida minamato yenyora dzehupfumi uye kukudzirwa nhengo.

Kubva kumumwe munyori wedu