How Does Biti Sleep At Night After Joining Mnangagwa?
10 March 2024
Spread the love

Mdhawu Madhara Kembos, basa rekuchinja nyika rakabatwa naSimba Chikanza mu-unyori hwake, rakabvongonyodzwa rese naTendai Biti akaramba kukwira ndege munaSept 2022 audzwa na-gweta rake kuti chimoto che-case yake yeshanduko chinoda iye Biti achitungwidze, mu-journalist aripo pakupedza maSport chete.

Biti akatengesa struggle yese munaSept 2022, apo asiya maNGO Directors vana @Comfort Dondo varimudondo kuZambia. Murume uyu Biti, haana kana kumboraratidza hanya nevana veZimbabwe varikutambudzika, zvekare akaendera mberi akazvonda mutori wenhau akamununura aakuurayiwa naEdgar Lungu muna2018. Zvifungire iwe kuti pakatopedzwa mazi mari anosvika USD7,000 Biti kana kumboita hanya nyangwe rekutyaira runhare. Aiti pese paaifonerwa ainyepedzera kutaura obva adzima foni yake. Saka muzvare @Comfort Dondo ne team ravo zvekare naSimba Chikanza vakagara muLusaka kubvira 6 Sept kusvika 13 Sept 2022, mari ichingopera. Kusvika na-nhasi Biti hapana kana Shoko rimwe rake. Hameno kuti anovata sei Biti, achiziva kuti haana shungu nekubatsira varombo.