Prophet Magaya Also Duped Me R16,000 In 2016
5 July 2018
Spread the love
Disgraced Prophet Walter Magaya

 

UNEDITED LETTER:

Thanks ZimEye nekubatsira vanhu tinenge taitawo tichifunga kuti zvimwe zvinotibatsira tikabudirirawo…

Ndokumbirawo kubatsirwawo ndiri single mother ndiri kuSouth Africa ndakabhadharawo R16 000 yemastands muna 2016 Ndashaya pekutangira mwana achida fees iniwo basa rapera ndakaenda kuma office avo ndikati zvestand handichada ndakuda mari yangu back vakati ndinyore tsamba ndikanyora munaMarch this year ndikavapa up to nw ndinongoenda kumaoffice kwacho vanongoti hazvisati zvaita ndibatsireiwo ndipiwewo mari yangu back.

Ndakabvisa kuoffice yekwaMagaya kuDurban.

Handina kana pekutangira izvozvi.