Letter to the Editor: Chipinge Residents Complain Over Abuse Of Hospital Resources
3 April 2019
ENOUGH is ENOUGH
Taneta nembavha paChipinge Hospital
Zvinhu zveCyclone zvapera kubiwa paChipatara Chedu CheChipinge District Hospital Matron Mr Gurai nemukadzi wavo anoona nezvekuKitchen,Mai Mandevhana na Dr Mukumbe vanhu ava vakatora nyama mattresses zvakaunzwa kuvarwere veCyclone izvozvi varwere varikudya cabbage everyday.Dr Mukumbe vakatora mushonga nemattresses kuendesa ku surgery kwavo. Hazvina kunaka zvirikuitwa paChipatara.Apawo HR Marange arikubhadharisa 200 us kuti upinde basa taneta ne corruption iri kuitwa paChipatara hatidi vanhu vari corrupt
Veduwe tumirai mumagroup zvisvike kuMinistry of Health taramba mbavha mukanyi medu