ZRP ANNOUNCEMENT: Violet Angeline Nyathi (24) Found At Maregere Business centre, Bikita
15 April 2020
Makadini vanhu vaMwari tinaSithulisiwe Nare musikana ane makore 24 yrs mwana waViolet Angeline Nyathi from Mashaba Village, Village head Willy Sibatha, Manama area. Akakwira mota yaiva ne vakadzi 3 from Max Garage achienda kuGwanda then vakamutengera food just after Esigodini Tollgate then from there haana kuzoziva kuti chii chakazoitika only to be picked by Police at Maregere Business centre, after Nyika, Bikita. She is admitted at Silveira Mission Hospital. Kana pane anozivawo any1 from Manama area or hama dzake call Police at Silveira base on 0773870011, 0716557100 or 0774516160 tiwane hama dzake. Forward to other groups