Maticha Nevashandi Varikupiwa Mari Yakatowandisa,Ngaitapudzwe: Mwonzora
Morgan Zvemangororo Runyerekupe kubva kubato rematakanana re MDC-T iyo inotungamirwa nedzungairwa guru va Mwonzora avo vari kupomerwa mhosva yekuti vakaudza hurumende kuti ngaitapudze mari yevashandi nekuti yakawandisa
Umwe mukuru mubato iri anoti vaMwonzora munhu ane udyire anongoda kufadza Zanu PF uye kudya mari, mukuru uyu anopomera vaMwonzora mhosva yekuva mupanduki uye kuva nehutsinye
Bato reMDC-T rinonzi harichina ramangwana rakajeka,ukowo mukuru wavo anonzi akakonana namuzvinamapipi mufundisi Isaac Makomichi wekuMasvingo uye aisimupa miti yemaraki uye kufarirwa nevari pazvigaro.Kunonzi kubva zvaburana vaviri ava vaMwonzora vave kutsvaga vamwe vanogona mapipi seavaisipihwa kuMasvingo
“Anopenga murume uyo,aguta mari dzeZanu PF manje,mari yatiri kupiwa haisi kukwana iye ototi yakawandisa ngaikamurwe.” Anodarowo umwe mudzidzisi