Leave Me Alone, Ricky Fire Tells Critics
19 August 2023
Spread the love

By A Correspondent

Musician Ricky Fire has slammed critics telling them to leave him alone as he has the right to make own decisions.

Ricky Fire hogged the spotlight after abandoning the citizens’ struggle to reflect allegiance to Mr Emmerson Mnangagwa’s Zanu PF party.

The move has irked suffering citizens who feel the musician is being used by the regime to propel tyranny.

See below musician Ricky Fire responds to social media outcry…

Chokwadi chisingaputse hukana

Ko iwe unonditukira kuti ndaenda kunodya lunch nevanhu vausingafarire saka ini ndovenga munhu nekuti iwewe wakamuvenga ? Saka kuita zvandinoda itori mhosva here ? Ko iwewe ndikaita zvaunoda iwewe zvangu zvandinoda ndichaita rinhi ?

Kana wafunga kundiudzira zvekuita tanga wauya kuzonditengera food obhadhara ma bill ochengeta mhuri yangu .

Kana usingakwanise kuita izvozvo siyana neni uite zvako kumba kwako . Hapana akambouya kumba kwangu akaona kuti ndadyei , ndukurarama sei, ndabhadhara here ma bills kana kuti vana vangu vadyei .

Arikutoshandiswa na Satan ndiwe urikuvenga kana kutuka ini ndisina chandakutadzira .

Kana Mwari chaiye akapa munhu wese freedom of choice saka ita zvaunoda ini ndiite zvandinoda . I’m a family man and my family comes first saka handimbofa ndakaisa iwewe before my family izvozvo hazvife zvakaitika .

Kana usingade kundi supporter rega hauna kumanikidzwa plus handidye ma likes ne sando dzepa social media reality irimumba mangu kana mhuri yangu yatarisa