By Seh Calaz
Handina basa nazvo kuti ndiyani Ari right between the two ,asi i stand with Man Tina because ndongoziva kuti Java ndewe fake pazvese, fake prophet,fake church,fake marriage,fake lifestyle,fake mhene ,fake mereji,fake musangano,fake views ,fake followers,face guuuccccii ,fake friend, Feki feki fekiii,chisiri Che fake kutenderera capetown neku Dubai kuteedzaa njugaaaaa
I hope one day vanhu vese avo vanotyisidzirwa vachinzi ndini munhu wacho achinyeba ndine link re Musangano vachabuda pachena,varikuitiswa ma deals ema mine claims,vamwe vakunyimwa Mari ye zvikwereti vachinzi ndokunyudza imi inzwa inini Java mudiki panyaya idzo,power raanoti anaro inhema.
Koita vamwe vanonyeberwa kunzi prophecy yenyu kuti Mwari vakubatsirei uchida zvifambe Enda unopa donation ku nherera Nigeria ,USA not in zim ,Apa unenge uchiendesa hako Mari kune madam yacho