Huyai Kwandiri Muporesiwe: Muzaya Ndunge
9 January 2024
Rufaro kwamuri ndibatei vazukuru vangu mupore ndinonamatira vanorwara ishe ivainavo.
Varikupikira mhosva dzavasina kupara ndokumbira ivainavo zvakare
Kunamata. Hakusi kuenda ku Chechi chinonzi kunamata
1 tsitsi
2 rudo
3 runyararo
Ndokumbira kuti munamate
Muchiti. Zita renyu baba
Tinokutendai. Nguva dzose tokumbira kuti
Mutiregerere mhosva dzedu.
Baba tinokutadzirai chiregai
Kutipinza pakuedzwa
Tiponesei panezvakaipa
Nekuti humambo ndehwenyu nemasimba
Ndeyenyu tipeiwo nhasi
Kudya kwenyu kwamazuva ose kudanana nezvinoitwa kumusoro kudenha amen
0774636013/0714606720