Sir Chivayo Please Buy Me A Car, Cries Kapfupi
15 April 2024
Spread the love

Kapfupi Quotes:

Sir Wicknell Hello Baba Sir wicknell chivhayo Zita rangu ndonzi Freddy manjalima kapfupi. Sekutaura kwaBaba Zakaria handipo kutongera vapfumi asi I’m was wondering why you left me behind the gifts that you given to those who supported ZANU PF rallies party iniwo mandiregererawo pavamwe mukuru .All rallies held in Epworth I was there supporting ZANU PF ndiri mwana wesangano re ZANU PF kana kwaPresident ndakatombosvikako na Manager wangu Shugeta anogarokurumbidzai zvikuru nebasa ramunoita kubva musi wekutanga .Musazomukanganwawo Baba.Ndinomuda musangano zvekudaro handitye or kunyara nebato rangu Vanhu vese vanotozviziwa kuti Ndiri we ZANU. Tioneiwo baba chero dzamatipa tinotambira hedu.

Nyangwe song anoshandiswa kumaradio stations as a jingle ya Amai ye Angel of Hope tisu takaita ne team yangu Ende ndicharamba ndichitsigira Musangano we ZANU kusvika Jesu wadzoka pano Pasi Ndinotenda …
ZANU PF Huchiiiii…..ED Huchiiii.🙏#2024 kusvika #2030