By Jane Mlambo| United Kingdom based Child rights activist Betty Makoni has recovered after testing positive to COVID-19.
Posting on her Twitter profile, Makoni urged people to take serious any related symptoms and not to panic as the disease does not kill as witnessed by her recovery from the pandemic.
Below are selected tweets from Makoni’s Twitter account.
Maswera here vana veZimbabwe. Ndoda kutenda mese zvenyu makauya nemashoko ekundisimbisa nguva yandakabatwa necorona virus. Handigone kutenda umwe nemumwe. Ndasimba chose. Ndakufema zvakanaka chose. Ndangomirira test kuti ndionekwe kunzi shuwa virus handichina. NDATENDA hangu
Yes ndakapona zvakanaka. Ndaive ndaita masecondary infections. Ndakatanga nepahuro. But ndakafunga kuti iflu. Ndokutora Ibrofen. Nyambiswa virus iri kutodzika muchest nemulungs. But ndakakurumidza kuwana chiremba akandipa very strong antibiotic. Secondary infection is gone.
Zveshuwawo pandakanzi positive ndakatomborasika pfungwa. Unenge uchiverenga news kufa kuri kuita vanhu. Ndakatomboti ndafa. But you can feel kuti hongu ndakutadza kufema but ndikapihwa something kubvisa gararwa ndotefema. Ini ndakapihwa antibiotic. Within days gararwa gone