Own Correspondent|
The nation of Zimbabwe is still in shock following claims by Masvingo preacher Isaac Makomichi that he will move Marimba mountain to another place.
In a video clip Makomichi said he once did it.
He further claims he is ready to perform the miracle again to prove the power of faith.
The Church News managed to interview a one-eyed man who claimed he witnessed Makomichi’s reahersals.
“Ndaitsvaga huni ndokuona vanhu vainamata vari padivi pegomo,ndakamirawo nevamwe kuti ndinamatewo
Mutungamiri wavo aiva akapfeka all white,ndakaona achipiwa bible raaive akabatirwa ndikaziva kuti ndiye mukuru.
Vanhu pavainamata akaisa ruoko muhombe akaburitsa powder ye green akaikanda pagomo,panguva iyoyo vamwe vanhu vakatanga kudonha nekutya uye kurutsa.Vamwe vaingochema vachiti its moving its moving,ini ndakangoona mhute pachikomo ichocho ndokubva chanyangarika,in less than 5 minutes chikomo chakabva cha appear.Ndakatovhundukawo asi ndakashamisika kuti sei ndaona zvakasiyana nevamwe! Iye Makomichi aitoriwo nevarume vaviri vane maziso akakuvara,ndakazofunga kuti aivabvunza kuti maonei.
Gomo iroro harina kubvira rambofamba asi rakangoita kakunyangarika,ndinovimba kuti the same powder iyoyo ndiyo yaari kuda kunodira pagomo rekuMarimba.
Vamwe vangati ndinonyepa asi batai mashoko angu,muchaona powder yaachadira pasi.Iyoyo powder ndiyo ine mapipi ose,kana riri simba raMwari handizozivewo hangu.Ma stickers aiva akanamirwa padzimota ainge ane zita remutungamiri,” claimed the man who identified himself as Jackson.
Makomichi was criticized by Christians after several sources revealed that the late Moana was using his love potion to lure rich guys.
Some church leaders say they will give their verdict after witnessing the miracle.
“I believe Makomichi is a true man of God, if not then why is he promoting unity among lovers?Do you think that Satan loves unity and peace in relationships? I believe with faith Papa will move the mountain as the word says in Mathew 17:21,” said one Christian.
Makomichi says he knows nothing about the green powder. He also said everyone must feel free to contact him on his number for questions +263777469342.
