Exit Mai Denzy, Enters Mai Stacey
26 January 2023
Spread the love

In an almost similar style, a new audio has surfaced on social media where another man Baba Stacey is interrogating his wife Mai Stacey over her infidelity.

In the 6 mins 54 seconds audio making rounds on social media, Mai Stacey pleads for forgiveness from her husband who accused her of dating Jeff from the same neighborhood.

Baba Stacey also questions Mai Stacey over her alleged sexual relationship with their brother in law.

Below is part of the text extracted from the circulating audio.

Mai Stacey: Inini handina musi wandakamborara ndisipo pamba, unless pandakaenda ku Lochnivar na Manisha*
Baba Stacey: Musi wandakauya Manisha achirwara, hauna kurara pamba babe, taura chokwadi ndiko kuti ndikunzwisise, zvino ukandinyebera ndinokunzwisisa sei
Mai Stacey: Eh handina
Baba Stacey: Saka zvorevei manje, Babe usadaro, usadaro Mai Stacey, Mai Manisha, Mudiwa wangu haudaro,

Mai Stacey: Baba Sta, ndiri kukumbira ruregerero, ndapfidza Baba Stacey

Baba Stacey: But hautaure chokwadi, unondinyebera. ndinokunzwisisa sei uchindinyebera, munhu anonzwisisika ndeanonyatsokuudza chokwadi chake chese, obva areurura, obva azvipira obva azviisa pasi pemurume wake

Mai Stacey: Ba Sta ndokumbira ka kana uchikwanisa kuuya ka, nditaure, hapana chandinosiya, everything

Baba Stacey: Apa ndanga ndakuvhunza mbijana, wanga wakutondirambira ka

Mai Stacey: Aiwa ndanga ndakutopakanganwa ipapo

Baba Stacey: Unoziva kuti chii Mai Stacey

Mai Stacey: Yes Ba Stacey

Baba Stacey: Unoziva kuti chi, More and more information yakuuya wanzwa saka iwewe kana uchitaura chokwadi, ngadziuye uchitaura chokwadi, ndo confirmer ndoona kuti munhu wangu ari kutaura chokwadi, zvino kana dzichiuya ndichikuudza, uchindirambira, zvinorevei

Mai Stacey: Ba Sta, ndibvunze zvese zvaunoda kuvhunza ndokuudza, hapana

Baba Stacey: Kuma 11 wainokwirirwa ku road uko uchisiya screen door vanhu vachikuona pama area pese paya paya, zvaioneka

Mai Stacey: Ba Sta ndiregererewo, ndakakutadzira murume wangu, ndakatadza zvisingakwanisi kuregerereka munhu but Ba Sta ndokumbirawo undiregerere ba Stacey

Baba Stacey: Babe inini ndinokuda semudzimai wangu, ndakabva newe kure Bester

Mai Stacey: Yes Ba Stacey, andifi ndakazviita Ba Stacey, upenyu hwangu hwese ndinopika upenyu hwangu hwese

Baba Stacey: Haundidaro so mudiwa wangu, Jeff wacho anditi anogara nana mai Jenny, anditi ndizvo here

Mai Stacey: Ehe

Baba Stacey: Unokwirwa nemunhu asingashande, ari kutotambura zvake