Response To Muchinguri’s “Pasi Na Joice Mujuru” Slogan
18 December 2017
Spread the love

Dear Editor | Response to Oppah Muchinguri’s pasi naJoyce Mujuru Slogan

Ko kumbotiwo pasi ne cash crisis ? Pasi ne unemployment ? Pasi nenhamo ? Pasi nembavha dzekuba $15 billion yenyika.

Ko kumbotiwo pamberi ne gutsa nyika? Pamberi ne development ? Pamberi nema basa?

Joice Mujuru ndiye cash crisis here?

Oppah Muchinguri is now as good as president. After all these years in politics and government , she still behaves like a silly over excited youth league member. Hamusi mava neva zukuru here nhai vice president Muchinguri?

Does Joice Mujuru need to be fixed so that people can live better lives or it’s the economy that needs to be fixed ? If it’s the economy that needs to be fixed then take your eyes off Joice Mujuru and look at the economy.

People want Jobs and you are busy looking at Joice Mujuru.

Kana muchiti pasi nemhandu, mhandu yacho ngaive cash crisis , ngaive unemployment , ngaive mbavha, kwete munhu akazvigarira kumba achidya hake sadza rake muchinyararire…. What a shame…

7 Replies to “Response To Muchinguri’s “Pasi Na Joice Mujuru” Slogan”

  1. Ndozvinoita manure vakomana.has gone kudzu kama.ndoHate Speech yavakadzidziswa kwavakabva kwaRobert,vavekupinda nayo kwaED.havagadzirisike vanaOppah ava.ngavasiye zvechipfambi chavo naanaGrace.we need a functional country with sane people?

  2. Chakabaya chikatyokera ndoo slogan yawakadzidza, nekunyengesa kuti wawane basa kana maposition

    I think these people need to retire she is almost 60 retirement age ….no

  3. Oppah, no self respect or awareness of the high office, she was elevated to. Talking like a layman not top government official

  4. True. Pasi ndokuti chii? Joice was fired ne boyfriend yake iye Opah. Saka vanhu vese vochiita chihure here kuti vasanzi pasi navo. Solver economy yenyika. Inga vaMnangwagwa varikuti politics with economics saka Opah ndiro word re economics rawakabata here rekuti Pasi? Kuraiwo kani.

  5. I have high respect for this former guerilla fighter but if she indeed utter that jibe then she is STUPID not in this new environment.

Comments are closed.