The UK based Zimbabwean woman whose disturbing video has been circulating since Sunday has opened all to ZimEye.com explaining in her own words the circumstances surrounding the shooting of the disturbing footage.
She tells ZimEye.com the video in which she is also seen screaming for intimacy, was not meant for the world, having been sent just to her husband.
She says to ZimEye.com, “mukwasha ini ndiri kutoshamiswa kuti ini I shot this video clip especially for my husband. My husband only. Saka kuti yazobuda sei yazosvika pa social forum sei, handisikuziva.
“Ende ndirikutumidzirwawo nevanhu vanhu vaakutanga kundituka calling me names. Video iyoyo ndeye murume wangu. Ende inini ndine marights ekuti nditaurire murume wangu zvandirikuda.
“Inini ndinoshandira kure vahanzvadzi. Ndine four weeks ndisingaonane ne murume wangu. So I don’t see anything wrong kuti nditaurire murume wangu kuti ndakusuwa.
“Ndirikuda kuti undiite zvakadai pa video. I know kuti yabuda ende vanhu vachaitora zvisirizvo matauriro andaita. Ndakuita se ndanga ndichitaurira vanhu vese venyika. Hazvizirizvo. Handizvo. Video iyoyo ndeye murume wangu.
“Ende ndinaye panapa we are happy. Handisi kuziva kuti vanhu chirikunyanya kuvanetsa chii.
Saka vanhu kunyika ikoko video iyi handina kui-itira varume ikoko. Ndai-itira murume wangu inini, and I am happily married. Ndanga ndichitaurira murume wangu zvandirikuda. Handiti?
“Zvandirikuda kuti andi-ite. Four weeks ehe, ndagarisa ka ndirimukadzi akaroorwa ka ini. Saka handisi kuona kuti chandakanganisa ipapo chii. ”
MORE TO FOLLOW…
10 Replies to “WATCH: Video Zim Woman Opens All to ZimEye.com |EXCLUSIVE”
Comments are closed.
momz ava vakambobuda vachiimba ne zve dodhi
Haaa hapasisina nyaya Bhinzi rakatoshudwa mdhara vakadzoka .kkkkk
poor journalism, doesn’t ask the key question of how the clip got out.
interviewer is judgemental and condescending with leading questions.
Mai ava vashaisa mumwe mukadzi rufaro. Vanotozivikana tinemaphotos avo varere nemurume wemunhu watinoziva
Its good you habe spoken out and cleared the air wagona chisikana!!!
Mukadzi arikunyepa uyu. In the video she does not address her husband in anyway (that is if he indeed does exist). She appears to be drunk or munhu asvikirwa. Why would she demand sex “today” from a husband who is not there with her at the time. If the husband was with her at the time of the video then there would be no need for the video as she would just need to tell him to his face. So the demand for sex “today” was for the public to come to her aid.
You have hit the nail on the head. If he is truly her husband how come this video was shared? Amai ava vari kunyepa.
Iwe Nyarie utikwanire, vashamiswa nei,nemboro here or nekusakwana kwako just explain clearly
Just apologise to your kids that you have embarrassed who have to deal with the consequences of your reckless behaviour. You were trying to be funny when you made that video but it has backfired. If you want us to forget about this, simply stop talking about it. That is how social media now works. So much has happened since you shared that video and it works to your advantage if you ignore the media.
Let’s just agree that you sent it to your husband. I have never seen a letter sent to one address replicating like a virus. That is the question we want to ask you before you tell everyone your intended recipient.
People don’t know that but they saw you saying it on the public domain. Don’t blame people for such. Blame whoever the inbox was intended. People will never try to see it that way.
Sister, zvaka kanganisika asi regai kurayira vanhu or kuvayambira. Imi chitopindai muberevere nokunyara.
Mungatsanangura zvenyu, ehe vamwe vanzwisisa asi soko rangu nderokuti mumwe nomumwe ane maonero ake. Ko yapinda mudariro ka iyi. Musaibvise nokuti maka nonoka. Uye zvekare regai kuita basa rokutumira zvakadai through a network yamusinga zive kuti ari ku end uko ndiyani. Inga wani muri kuona zvichiitika.
Yakaitika nana Miss Zimbabwe kasingaperi, ndofunga imi vahanzwadzi makaverenga nyaya dzakadaro. Kana mafunga kutaura nomudikanwi ndapota tumirai text nokuti haina mufananidzo.
Ndapota hangu mwana wamai. Itai zve written text nokuti mangwana munogona kuramba. Asi izvi? Mungada kunzwenga zvenyu asi damage yaitika sisi. Ngwarirai varume venyu. Maybe anga ari ku small house then small house intercepted it and circulated it. Murume wenyu ndine chokwadi haangaite izvi. Asi zivai kuti murume wenyu anogona futi kubirwa phone. Zviri muma phone hazvisi zvenyu mega kusvikira madzima.
Munobirwa phoni kani sisi. Sorry zvenyu nezvakaitika but please try to not tell people your version now. It will not help. Move on.