Naked Witch Caught Near Grace Mugabe’s Farm | WARNING DISTURBING PICTURE
22 January 2017
Spread the love

A naked woman suspected to be a witch has been caught near First Lady Grace Mugabe’s farm in Mazowe.

The woman is said have been flying over the area at the time and was caught by a pastor who then called for help.  While the full report could not be fully verified, below was the community update:

Famba Zion. KuSote Centre tine mfundisi vanonzi VaNyota vakati vachirima nezuro musi wa19/01/17 kuma 03:00 pm ndokuona munhukadzi wanga asina nhumbi kumucheto wemunda wavo.Munhu uya wamhanya achida kutiza asi haana kukwanisa kutiza ,ivo mfundisi Nyota ndivo vamubata vakamugadzika pasi ndokudana Sabhuku nevamwe veraini. Mfundisi vazodana headmaster Musendo vetabhera Guzha ndivo vazobvunza mukadzi uyu zvanga zvaitika akati vanga vari vatatu vari murusero vachizvidarikira havo vachienda kubasa rousiku asi pavasvika pamunda wamfundisi Nyota vaona dziva remvura nemhute zvakonzera kuti vasaona zvakanaka kusvikira mukadzi uyu adonha asi vamwe vake vaenda, mudzimai uyu ati anonzi Pamela akaroorwa kwaZharare mbuya vaanga anavo ndevekwa Dhlamini vose vanobva paMushayavanhu .VaNyota vazofonra mapurisa akauya akatora mai ivavo ndiro nenji raitika kwaSote.

Mwari vazviratidza udzai vanhu vakushe mvura muminda wakaipa unopera simba.

0 Replies to “Naked Witch Caught Near Grace Mugabe’s Farm | WARNING DISTURBING PICTURE”

  1. Iwe editor-are you really a journalist?Do you know the meaning of “disturbing picture” apa Wakato censor zvese-don’t give people false headlines it’s very unprofessional and immature

  2. Don’t read too much into this. it’s mental illness period. It’s just that Zimbabweans get too excited about such stories. Help her please. We don’t want diesel n’anga stories. Batsirai mwana uyu anorwara nephungwa.