LIVE: Twabam Fled Zimbabwe With My USD300.00 -Woman
10 March 2020
VIDEO LOADING BELOW…
VIDEO LOADING BELOW
Kungofunga hangu kuti with all those money yavanopa vanhu. Ndakavapa machairs angu 300 muna 2014 tikawirirana kuti vanondipa 300usd 1$ pachair every week. Kuzoenda mwedzi wapera kuda mari yangu hanzi machairs atorwa nevanhu vezvikwereti prophet vatiza nemari vaenda kuAmerica kumboedza kubata anga ari mukadzi wavo akati dady havasi kutobatika zvachose kudzamara ndaneta hangu nekufamba pega pega pandoona vachipa munhu ndobuda musodzi kuti ko ini vakaregereiwo kundipawo mari yangu