LIVE-WARNING-DISTURBING VIDEO: Woman Gives Birth At 6cm Dilation At Edith Opperman Clinic
6 March 2021
Spread the love

VIDEO LOADING BELOW…

Hie sis Jackie and please hide…..I’m so heartbroken because of what happened to this woman yesterday 24Feb around 11am at Edith Opperman clinic in Mbare. So this woman arrived at the clinic and she was in so much pain achitotaura kuti mwana aakuda kubuda. So the woman who had accompanied her took her inside kuti anobatsirwa nemanurse. So in no time vanga vatobuda vese vari 2 then vanhu vanga varipo vakatobvunza kuti ko mukuenda kupi nemunhu akadai coz aitoyerera ropa mumakumbo plus anga asisagone kana kufamba then the lady anga anaye bvaati atariswa anzi aripa6cm but the nurses said they could not assist her because she was too short as in her height! so they were referred kuHarare hosp kuti anobatsirwa ikoko! and people were like how do they refer munhu aripa6cm honestly! pasina ambulance futi hanzi pane vemataxi panze!! so the pregnant lady akangofamba a few steps from the door bvaatoti handichagoni mwana atove kubuda then bvaatorara pasi pamahuswa kuti agomere mwana wake….the nursing mothers that were there tried to call the nurses who were so reluctant to come out to assist ukuwo uyo atogomera mwana atobuda achibatsirwa nethat lady anga amuperekedza ane grey skirt uyo. Vakatozobuda mukadzi uyu aane mwana sure kuzvarira mwana pasi pagate reclinic here sure?????. vanhu vakatanga kupopota kuti indaa muine hutsinye kudaro and that ‘brave’ lady in green aakutofire back hanzi kana muchiona kuti munobatwa rough panapa endaika kwamunobatwa mushe kwacho what are you even doing here?? like seriously!! Sis Jackie I honestly feel women must not suffer like this while giving birth I’m hurt seriously!????