Musician Seh Calaz Blasts Mnangagwa Regime For Incompetence
22 December 2023
Spread the love

Source: Seh Calaz Music

5 Months after ma elections apera ,hapana chachinja patanga tiri ndipo patichingori tatodzokera kumashure ,mashefu havachabatike ,ava ma bluetik vakutensa vava too busy nekudya nemhuri dzavo ,isu takanomirira ma erekisheni anoteveraaa takufonerwa everyday kunzi hande ku toitoi mpfanha wangu huya ujambise mafans ako,and inini besides kuti i source of income handitadze kuuya nekuti kunenge kuine Mabhanditi.My question is kana zvichidaro pamuti munyoro ko wakaoma ,ko ma
maghetto youths ,when we speak up tavakunzi vatengesi,zadzisai zvamakavimbisa ruzhinji .Hatisirisu takadaro ndimi maka promisa ,its just a reminder #Iwetaurisaiwe#Speakup