Jane Mlambo| Outspoken Norton legislator Temba Mliswa has castigated government for failing the nation and stealing from its people saying the present situation in the country is synonymous with a bus without a driver.
Addressing villagers in his constituency, Mliswa accused government of promising to pay tobacco farmers with foreign currency for their produce before reneging on its commitment.
BELOW IS THE FULL TEXT OF WHAT MLISWA SAID
Iye zvinezvi nyaya ye food is now a problem, tobacco, mukanzwa kuti tobacco ndiyo inoita kuti vanhu vararame, ma farmer e tobacco akanzi tichakupai 50 percent mu foreign currency, 50 percent iri kupi, 50 percent iri kupi, kubira vanhu mari pachena, ndanga ndiri ku parliament manje manje ndichibvunza minister of finance kuti ihurumende chete chete iri kubira vanhu mari, momboti bond ne dhora zvakafanana, mangwana moenda ku RTGS matora mari dzevanhu, unoshaya kuti tiri papi, imi muri kutobata vanhu venyu khaki, ndiyani munhu angaisa mari munyika imomo imi muchitobata vanhu venyu khaki, saka ini ndiri kutouya kuzokuudzai kuti the situation is terrible, ndo news dzandinadzo, dzekutaura kwamuri, kana mune zvimwe zvinopfuura zvandataura izvi ah tinga waster time panapa nzara futi yonya, moti futi ndikutengerei chikafu chacho handina, mazuwa ano ndongofamba nemvura chete
tingaswera tichinyeperana muchirohwa nezuva nenzara, situation yemunyika handina kana answer, handina chii, ibhazi riri kungofambawo risina driver hamheno kuti richaita sei, bhazi risina driver, riri kuita sei…kuti richasvika papi, richabheutsa vanhu, richasvika kune mvura kwacho hamheno richaita sei, mwari ndiye ari kufambisa nyika ineyi