Letter to the Editor: Mnangagwa To Open Tanganda-Ngundu Road Next Week?
27 June 2019
Spread the love

Musi weMuvhuro (Monday ) watiri kubata uyu tirikutarisira kuuya kwaPresident ED Munangagwa kuti vagume mundau yeChecheche muChipinge District apo vachange vachivhura road yedu yeChiredzi -Tanganda road kubva mukugadzrwa kwayakaitwa,parikutarisirwawo maMinister akat wandei achange achiperekedza President vedu ,muchiitiko ichi tabata vaGandi mkuru weChikoro Checheche Primary uyo atsinhira urongwa uhwu achiti “takazivisa vana kt vachange vachiparticipator vachgamuchira mkuru wenyika uye pachange pachibikwa ,” panoda kuitirwa official opening iyi pachange pari pacomplex yemumiriri weparamende yeChipinge South Hon Enock Porusingazi uye ndau iyi irikugadzrwa zvakanaka nevakambani ye bitumen kuchiitirwa kt President asvike panzvimbo pakarongeka.