Zivhu Praises Cornered Mnangagwa
6 October 2023
Spread the love

Seyi muchiramba kupinda muchigayo imwi vapfana, kana mugayisi auya kuzovhura chigayo, moda vanhu vadyeyi nokuti muchigayo ndimo munobuda upfu hwedu, especially the three of you, Chamu, Chonge , Chiedza, munenharo chaizvo chamusingadi chigayo kana mugaisi, ndipindureyi zvizere

Few individuals on X support ED ne moyo like me,the rest nhamo inovatuma hoping to get something to survive, ndogara ndichikuudzayi kuti ED takabva naye kure uyu,ndina mama mai Mahofa, Hungwe, Matuke, J Gumbo, J Moyo,Togarepi, Madiro, just few to mention, vamwe muchiri ku MDC