
Gen Engelbert Rugeje who is the ZANU PF National Commissar, has been called upon to deal with the controversial former Education Minister Lazarus Dokora. Dokora has been reported for allegedly abusing people in his Rushinga constituency.
Below was the letter signed by 4 main complainants:

Kwaziwayi Editor,
Tinokumburawo va Rugeje kuno kwa Mukosa, Chapinduka tanzwa nekunetswa na Chief uyo anotifambisa 20km kuenda kumusangano achiti tikasaenda kumusangano tichazvambarwadzwa nemasoja.
Anoudza maSabhuku kuti mugari vemubhuku (Village) rako akasauya kumusangano iwe sabhuku ucharipa mbudzi kuna Mambo. Anoti zvakare uyo asina kuenda kumusangano acharipa huku mbiri kuna Mambo. Asi musangano vatinenge tichinzi tiende unenge uchiitiswa na Dokora.
Saka huwori huri kuitwa na Chief Nyakusengwa hwasiya vagari vemudunhu iri vaine kutya kwakakanyanya. Izvozvi pane vakadyisirana mumunda ndokuwirirana kuti vabhadharane sezvo vakange vasvitsana kwaMambo nenyaya iyi, Zvadaro Mambo ndokuti matsika pamba pangu saka iwe nyakudyisa mumunda memumwe unofanira kubvisa mbudzi mbiri uchiripa ini Mambo, vekudyisa uye ndokuuchira achiti nhai Changamire ndoripa mhosva ngani, Mambo vakatsamwa nazvo ndokuti vashora Dare ndokuudza Machinda avo kuti varange munhu uyu.Chokwadi munhu akarohwa zvainzwisa tsitsi, akazomhan’ara nyaya yake kumapusisa.Chokwadi mai vatsva kumusana mwana ndokutsva kudumbu,tatambudzwa na Mambo, tatambudzwa zvakare na Dokora tashaya zano kuti ndiyo Nyika yacho here unehunhapwa hwakadai.
Dokora Hatimude zvachose kuti aite MP kuno ku Rushinga nekuti takaneta naye kwemakore 15 ari MP saka chaari kuda kuvavarira chii chaizvo.uyo anozivikanwa kuti Manyure opika kuti munhu asiri kuda Dokora anofanira kufa.Lazarus Dokora na Chief Nyakusengwa vatitambudza kuno uye vakapa Phone number dzavo kumunhu vese ari kuno iri nzira yekuti vagari vese vekuno vagare nekutya.Kubva last year Dokora achiuya kuno achi Campaigner kuda kuita MP kunyanya nzvimbo dzinoti Nyamuzeya,Chimandau,Chapinduka,Mukosa asi chinonetsa ndechekuti Dokora pese paanouya kuzoitisa musangano ivo Mambo vanenge varipo kana kuti vanotuma munhu anomiririra chinzvimbo chavo.Maonero edu Dokora ane cheuviri chaari kupa Mambo kuti vati furufushe kudai.
Message iyi maunzirwa nesu vagari vekuno
Taita se tasanganisa nyaya dzakasiyana siyana taedza kuti vakuru vaone huwori huri kuitwa kuno.
First of all this charlatan abused our children at ECD level by closing well equipped pre-schools such that now our children spend time playing with toy bricks,tree branches ,hungry, drinking poor mahewu all-day long without teachers.Secondly this same person has destroyed the country’s excellent education system replacing it with a Musolini era copy and paste system lying through his teeth that he is bringing in critical thinking skills.Who will rescue our children,our pride from enduring such agony from a shallow curriculum foistered on peace loving citizens?Dokora destroyed an education system that has been the envy of the entire civilised world.Yes ,Its time this Dokora faces the consequences of his insensitivity to the cries of the masses.
rugeje mamisa dokora