Farai Dziva| Emmerson Mnangagwa has vowed to fight to the bitter end to eradicate corruption.
Yesterday Mnangagwa said : “The fight against the scourge will net everyone regardless of rank, totem or association.
Panyaya yohuwori regai ndikutaurirei pasi nehuwori. Huwori hahuna mutupo. Mitupo yose motova neumwe ari muhuwori.
Hamungandiudzi kuti mutupo wokuti haubi kune vanonyanya ndoupi uyoyo. Mutupo upi unonyanya? Hakuna mutupo usina mbavha mukati saka hatitsvagi mbavha nomutupo totsvaga nemabasa emunhu.
Musazoti nhingi anangwa nekuti mupfupi nhingi anangwa nekuti anoyera moyo, aiwa, munhu anonangwa nemabasa ake aanenge aita. Kana usingadi kunangwa shanda wakarurama.”
“Hard and honest work will give you respect today and tomorrow and after your death you will be remembered for being a hard working Zimbabwean who was honest.”
He urged citizens to report cases of corruption to the police.
