ZimEye
Dear @edmnangagwa Kana vana vakachema kuti vanezhara, sababa munovavimbisa kuti muchavatsvakira nyama tapedza nhomba. Manje mukavatsvinyira kuti vadye murimo chete zvinobuda here? Kana nyama yodhura vapei mhuka dzesango vadye panekuindisa kuChina.Ngativakeyi Dzimbahwe neRudo pic.twitter.com/zHY6oK9VRp— Linda Tsungirirai Masarira (@lilomatic) January 4, 2020
Dear @edmnangagwa Kana vana vakachema kuti vanezhara, sababa munovavimbisa kuti muchavatsvakira nyama tapedza nhomba. Manje mukavatsvinyira kuti vadye murimo chete zvinobuda here? Kana nyama yodhura vapei mhuka dzesango vadye panekuindisa kuChina.Ngativakeyi Dzimbahwe neRudo pic.twitter.com/zHY6oK9VRp