Pane Vana 5 Vakukurwa Nemvura Makuseni
13 February 2020
Spread the love

Dear Editor

Pane vana 5 vakukurwa nemvura makuseni vachiedza kuyambuka rwizi kuti vaende kuchikoro kwa Musvovi ku Nyajena kutaura kudai vana ava vatorwa nemapurisa vatsakatika vakaendeswa Ku Renco
Vabereki ngatichengetei vana nguva yekunaya kwemvura kudai
Tiperekedze vana vedu kuchikoro
Zvinorwadza kurasikirwa neupenyu hwevana
Send this message to all groups
Tichengetedze vana vedu
Zvirinani kuti varovhe pakuti vayambuke nzizi dzine mvura
Zvichizoisa vana vedu panjonzi
Ndinotenda mhuri ye Zimbabwe we should take care of our children
Ndatenda?????