“Khupe Party Will Melt Like Ice Cream In Blazing Sun”
18 September 2020
Share
Khupe

Farai Dziva|Expelled Zanu PF official, Killer Zivhu has urged President Nelson Chamisa to form a new political entity in time for the 2023 polls.

According to Zivhu, President Chamisa has the political charisma and people will follow him wherever he goes.

Zivhu also blasted Thokazani Khuphe arguing her political establishment will melt like ice cream in the blazing sun.

Below is Zivhu’s analysis of political events in the country:

My brother Advocate Chamisa wezhira daidza MPs and Councillors vako wotanga new party ,yo supporters will always follow u.

Zvokudzingwa nomunhu wakarambiwa vevanhu hazvishandi.

MDC-T yakafanana nomunhu anoyeva ice cream kuchipisa ichingonyunguduka yatopera party iyo..”

Zivhu added:
“Nhaimi seyi kunyepera Government hanzi ndiyo inotipa nhamo.

Vamwe kubva panguva ya Smith usina kana chirugu chekuhu saka ED unopindira papi ipapo moda azobika sadza kumba kwenyu.Muchinyarawo vana nevamwe pedza nhamo yako woga.Chero pakatonga baba vako usina plan unongofa nenhamo

MDC-T leader mbuya Khuphe navamwe vavo vanoziva here nhamo ine vanhu munyika.

Why wasting money on by-elections when people are suffering like this, Kana munhu achipedzera shungu dzokusadiwa nevanhu pakudzinga elected councilors .Vose vanomusekerera hamupindi denga munevutsinye.”