LIVE: Another ‘Ngaapinde’ Song, By Cucsman.
9 October 2021
Spread the love

By Simba Chikanza | The Ngaapinde hitmaker, Cucsman has polished another song, which takes the State House fight to another gear as the musician this time instructs how Nelson Chamisa must do it. He says, all that Chamisa needs now is to, vhiringa vhiringa, until he is firmly in.

VIDEO LOADING BELOW…

The song lyrics are as follows:

Usaore mwoyo kwawabva ndokure, saka usacheuke kumashure,
zvinongokunetesa.
Asi Tsunga Moyo, shingirira, rugare haruuye nyore

Dzimwe nguva zvinotora makore,
Kure kweGava ndokusina Tsubvu
Zvimwe zvacho zvinoda kushinga.
You’ve got to keep up, wongovhiringa vhiringa kusvika waPinda.
You should never let it go.
Kusvikira zvinhu zvaita Bho.
It ain’t easy,
Zvinoda kushinga kuti urarame muJungle.
Semuvhimi musango rineShumba.
Hamudi mbwende munoda vakasimba.
Wanguda usagumbuke, usavhunduke, keep pressing on.

Usaore mwoyo kwawabva ndokure, saka usacheuke kumashure,
zvinongokunetesa.
Asi Tsunga Moyo, shingirira, rugare haruuye nyore