Zanu PF Torments Mhondoro Residents
11 August 2023
Spread the love

By A Correspondent

Zanu PF hooligans are intimidating CCC supporters in Mhondoro.

CCC aspiring MP for Mhondoro Mubaira Constituency Vengai Chivaura in a statement denounced Zanu PF banditry.

Below is Chivaura’s report…

ZVIRIKUITIKA MUMHONDORO PANGUVA YESARUDZO.

Musi wa10 August 2023, Muward 7 pachikoro paMutimusakwa Primary paground rebhora Zanupf yaimanikidza vanhu kuenda kumusangano wezanu pf kwakauya Chamu Chiwanza saka panemumwe mkomana wemumusha uri munharaunda iyi nemumwe mukadzi vakatengeswa nanaMugove Mhariwa kunzi ndeve CCC vakaenda ku rally kwaMubaira, saka mkomana wacho anga akutoshungurudzwa achibvunzisiswa kwavekutomiswa pamberi pevanhu kwaakunzi vakomana tino dealer nemi zvakasimba musaite zvekutamba musiwekuvhota haufanire kuvhota uchataura kuti handigone kuvhota.

Saka vamwe vanhu vakanyorwa mazita zvichinzi ndivo vakaenda kuRally, saka kuita wezanupf naChamu Chiwanza muMhondoro kuri kushungurudza vazhinji uye kutyora kodzero dzevazhinji zvekuti vanhu vakutotyira hupenyu hwavo.