Greatman Pays Tribute To Terry Gee
16 December 2023
Hongu munhu akazvarwa nemukadzi ane mazuva mashoma panyika,asi mamwe acho mashoma zvinorwadza nekubaya moyo.warwadzisa nyika,warwadzisa vanhu wandirwadzisa ini sedunga munhu Rest In Peace my guy.
Greatman Music