Chivayo Rewards Another Zanu PF Apologist For Bootlicking Mnangagwa
13 April 2024
Spread the love

Source : Wicknell Chivayo

The Zanu PF affiliate and controversial businessman Wicknell Chivayo has rewarded a Zanu PF sympathiser with a brand new Toyota Aqua vehicle.

See Chivayo’s statement below :

Murume uyu matendero aakaita iko ka 200 dollars kandakati apihwe na DJ MASOMERE last week akandirwadza…

Mashandiro edu ku ZANU PF tinorova ndima dzakasiyana mumwe achiita icho ari apa mumwe achiitawo zvimwe ari uko saka ava Cde Garwe pa ma Rally edu ndivo vanouya vakatakura GARWE as a symbol of respect for “His Excellency” our President’s nickname…

At every single rally murume uyu aiuya aka takura garwe rake haana zuva rimwe raaka risiya…Ndiyo inonzi TEAM WORK MAKES THE DREAM WORK…

Saka na izvozvo anekodzero yekuti awane
TOYOTA AQUA yake nhasi chaiye neka 2000 usd cash ke fuel…

Apedza ipapo zvakare nekuti ZANU PF RUDO ndapota hangu ngaende anotsvaga imba ye 30 thousand dollars ikoko kwaunogara umboitawo LANDLORD iwewe pachako all because of ZANU PF…

Tinga nyadzise se vana vapfumi ve musangano GARWE RE NYIKA rikatadza kuchengeteka zvaka naka saka naizvozvo ndinoti MAKOROKOTO MAKURU kwamuri Mr Blessing Tongai Muvirimi aka Cde Garwe maka mirirwa na Madzibaba Chipaga na Lawyer wangu anonzi SIKHUMBUZO MPOFU…

PANGU NDATOPEDZA… ZANU PF HUCHI.. EDWORKS…EDELIVERS… 2030 ANENGE ARIPO..