Auxillia Mnangagwa, Named For Allegedly Attacking Karanda Hospital, “Your Charges Are Too Low”
29 November 2019
Weduwee ndarwadziwa. Hama yangu akanorapwa ku Karanda last week. Hanzi Zanu iya yauya ku Karanda hospital vachiti vanhu vakuwandisa munokonzeresa Cholera plus ma charges enyu ari pasi pasi. Nhai weduwee chiiko ne Zanu. Vese ana Mai Mnangagwa vakaenda nana Mutsvanga…