I Dont Know What Got Into Me, Jah Master Apologizes
26 October 2020
Spread the love

By A Correspondent| Zimdancehall musician, Jah Master has once again apologized to his fans over his actions in which he fly-kicked a fan who came on stage while he was performing saying he does not know what got into him to do such a despicable act.

Posting on his official Facebook page, Jah Master who rose to fame following the release of his chart topper “Hello Mwari” said there was no justification for his action, the reason why he is apologizing.

He added that he is going to look for the fan and ensure he is taken for medical check ups with all proceeds from the show going to him as compensation though he claims to have made up with the fan after the show.

Below is Jah Master’s statement;

Makadii Ruzhinji Rwe Zimbabwe . Ndinonyara kuuya pano mangwanani ano nekuti ndakaita zvinonyadzisa ndakaita zvisingatarisirwe kubva chero kunani zvake. Zvandakaita Hazvina kana justification asi ndati ndiuye pano ndichikumbira ruregerero.

Ndiregerereiwo nezvandakaita zvinonyadzisa ndinoda kuuya pano ndichivimbisa kuti hazvife zvakaitika. Naizvozvo nhasi ndiri kunotsvaga mkomana uyu and make sure medical checks are done kuti paonekwe kana asina kukuvara and also all proceeds from the show will go to him as compensation.

Takataura naye after show and I Apologised for my behavior handiziye ndakapindwa nei. Ndiregereiwo mundipewo zuva rimwe kana maviri ekugadzirisa mhosva yangu iyi.Ndinotenda vese Vari kunditsiura uyezve vese Vari kuisa ma message mu inbox ikodzero yenyu nekuti Zvandakaita izvi zvinhu zvisingatarisirwe uye Hazvina hunhu. Ndichazodzoka pano ne update kuti inenge yava papi nyaya iyi.Muve nezuva rakanaka