ZimEye
RETWEET!- Maswera sei Hama munashe,sorry haisi nyaya yaTapiwa handizive mungandibvumidzewo here ndakashaya vana vaviri nezuro kuKambuzuma ku5 musikana nemkomana makore13 and 9,ndaikumbira kuisa foto ravo msandiburitsewo tiri panguva yakaoma Hama dzangu. Vaitove panze pegate pamba pic.twitter.com/7xGJ5Q1paq— ZimEye (@ZimEye) November 22, 2020
RETWEET!- Maswera sei Hama munashe,sorry haisi nyaya yaTapiwa handizive mungandibvumidzewo here ndakashaya vana vaviri nezuro kuKambuzuma ku5 musikana nemkomana makore13 and 9,ndaikumbira kuisa foto ravo msandiburitsewo tiri panguva yakaoma Hama dzangu. Vaitove panze pegate pamba pic.twitter.com/7xGJ5Q1paq