“Mutoriro” Explained By Rufaro Kaseke
4 September 2021
Spread the love

Prominent activist Rufaro Kaseke took to social media to explain what the drug Mutoriro is.

Kaseke uses visual graphics to communicate the dangers of the most dangerous drug in Zimbabwe at present. He also utilises the vernacular Shona to dissect for the common person all the that entails Mutoriro.

His post, reprinted below, comes at a time when thousands of youths were selling their soul to the vile demon. FULL TEXT:

Mutoriro is a drug rinonzi pachirungu chrystal meth, vanorishevedza kuti dombo kana kuti guka. Vanoshandisa ma globs ema lights se chikwepa chekupisira mutoriro uyu nekuuputa. Rinowanikwa mu powder uye mupiritsi.


Rinokuvadza ma brain cells.
Drug iri vanoriputa vanogona kuita ma weeks vasingarare kana kudya, nekuti kana variputa rinotumira chiziviso or mamessage kuma brain sensors ekuti 1) hauna nzara
2) urikufara
3) unesimba.
Naizvozvo vanhu ivavo vanogara mazuva mazhinji vasingadyi, vasingarare uye vachifara. Kana rapera mumiviri chavanongoda kuriputa futi zvichireva kuti tave nemunhu asingadyi, asingarare anongogara ari (high) akadhakwa
Mhedzisiro yake mabrain cells anokanganiswa otanga kuvhiringika pfungwa nekuve violent, kuba midziyo yepamba nemari kuti awane kutenga (feeding) habit yake. Munhu iyeye haazokwanise kushanda kana kudzidza kana kugara nevamwe (anti social) nekuti nguva zhinji anenenge ogara kwavanoti kuma base vachiputa neku kuzvifadza. Saka anopedzisira avakuita ma hallucinations, kubvotomoka nekutaura zvisinganzwike kuve (paranoid) nekuita (psychosis) pfungwa dzinenga dzarasika.
Please ngatibatsirei vana vasapinde pachinhu ichi.

No to Mutoriro

Do something

Pass on the message – Rufaro Kaseke Activista.