Sabhukus Torment Villagers
26 May 2022
Spread the love

Tinashe Sambiri|Kraal heads in Gutu District have banned yellow regalia in their respective areas.

This follows instructions from the District Administrator and Zanu PF officials to ban CCC regalia and activities.

“Nhasi tadaniwa kumusangano nemasabhuku vati Ivo vaiva nemisangano naMP ,DA nachief vachiudzwa kuti hakuna sabhuku anofinira kunge anemunhu asiri wemusangano we Zanu PF muraini make hakuna munhu anopfeka zvinhu zve yellow sabhuku achava nemabook vanhu vake rimwe achanyora Vaya vasingateveri musangano but Ivo vati Vaya vane misikanzwa,” a source said yesterday.

Zanu PF is also intimidating villagers in Chivi South:

“Champions paita nyaya inoda kuti timire chaizvo:*265# Yava kushandiswa zvisiri izvo.Kunonzi kwaNgundu munzvimbo yaChief Madzivire masabhuku akanzi tava ne technology itsva yokuona paunovhotera .Mose mune foni bayai *265# Vabaya vakatevera zvodiwa vakaona zita richibuda pafoni .*Munoonaka * Yaaa mazvionaka ndozvatichaita kana CCC totsvaka vose vakaivhotera nenhamba idzodzi.*265# tozo dhila newe .Let’s counter devil incarnate movement.”