Zanu PF Activist Steals Pfumvudza Inputs
19 February 2021
Spread the love

Tinashe Sambiri|A Zanu PF activist based in Gutu West Constituency has threatened to deal with Serima High School Teacher, Batsiranai Ngugama, for exposing rampant looting of Pfumvudza inputs.

The Zanu PF activist, Patrick Marimazhira, is reportedly involved massive looting of Pfumvudza inputs. He is also denying perceived Zanu PF opponents access to the inputs.

Ngugama, who has media background, wrote an article exposing the looting of inputs by Marimazhira and senior Zanu PF officials.

Incensed by the article, Marimazhira then threatened to deal with Ngugama. Ngugama has since report the matter to Chatsworth police.

See chats below:

[2/17, 08:30] Batsie Ngugama: iwe ndiwe wakanaka stealing?
[2/17, 08:34] Batsie Ngugama: Saka ungade kuva mutungamiri weuwori here? Kana muchiita hanti munenge muri magamba here? Vanhu vakaona vakatiudza hatiregi kunyora. Izvi zvazvatononoka because if party knows this and ndosaka pakaitwa measures amakaudzwa. Hierarchy yose knows game ramakaita.
[2/17, 20:22] Patrick Marimazhira: Ndoda umboo hwacho ,kwandiri haisi nyaya .Uye pandakaisa mbeu yacho yandakaba.
[2/17, 21:10] Patrick Marimazhira: Ini hangu ,handina kudzidza ,asi tongozoona.
[2/18, 02:26] Batsie Ngugama: sources are our blood we protect them.
[2/18, 02:28] Batsie Ngugama: pamutemo check this word ‘tongozoona’. kkkkkk i know a lot kana usingazivi zvako.
[2/18, 06:16] Patrick Marimazhira: Eeee,makasvibisa Zita rangu nokuda kwekunzwa handei mberi.Ndiri murume kwete karume
[2/18, 06:19] Patrick Marimazhira: Kungonditi mbavha kwamakaita ndokwandoda kuona ikoko.Ndoda kuona kuti akadzidza neasina ndiyani mukuru handiyi mberi.
[2/18, 06:24] Patrick Marimazhira: Wadenha Mangwiro wotogwinya,tangawabvunza munhu kuti urikuitei kana dziri politics handei choo
[2/18, 08:06] Batsie Ngugama: Remember haisi 2008. Zvamakaita tozviziva.
[2/18, 08:17] Batsie Ngugama: The government is saying NO TO CORRUPTION saka you can’t threaten me. Moda kusvibisa zita reZanu PF nehuori!